Izvozvi, vanhu munyika yose vari kupemberera Shoko raMwari neCharenji yeBhaibheri yeMazuva 30. Uye Hausati wanonoka kuti uve mumwe wechiitiko ichi!
Kungave kuri kuda kunzwa rugare rwakanyanya, tarisiro yakanyanya, kana chivimbo chakanyanya, kugara uri muShoko raMwari nguva nenguva kunochinja zvinhu zvose.
Funga zvingaitwa naMwari kana ukazvipira kuverenga Shoko Rake zuva rimwe nerimwe.
Shandisa App YeBhaibheri yako kwemazuva 30 akatevedzana mwedzi uno kuti uwane Bheji rakakosha reMwedzi WeBhaibheri Pasi Rose.

Zvatumirwa izvi zvinowanikwa futi mu:


