Shoko raMwari rinochinja hupenyu. Uye rinogona kuchinja hwako.

Pemberera Mwedzi weBhaibheri Pasi Pose

Muna Mbudzi uno, vanhu pasi rose vari kubatana kupemberera Shoko raMwari muMwedzi weBhaibheri Pasi Rose. 

Pinda mumufambo weBhaibheri wepasi rose kuburikidza neMakwikwi eBhaibheri eMazuva 30. 

Pinda Mumakwikwi

Kungave kuri kuda kusafunganya zvakanyanya, kusurukirwa kushoma, kana kuwedzera hushingi hwekugoverana nevamwe kutenda kwako, wongororo dzinoratidza kuti kugara uri muShoko raMwari nguva nenguva kunochinja zvinhu zvose. 

Shoko raMwari riri kukuchinja sei?    

Kutanga muna Mbudzi, shandisa App YeBhaibheri kwemazuva 30 akatevedzana, uye uchawana Bheji rakanangana newe reMwedzi weBhaibheri Pasi Rose.

Shoko raMwari rinochinja hupenyu. Uye rinogona kuchinja hwako.

Share this post: