Tinotenda nekutora chikamu muMwedzi Wepasi Rose weBhaibheri!

Tinotenda nekutora chikamu muMwedzi Wepasi Rose weBhaibheri!

Wakazvipira kuverenga Shoko raMwari kwemazuva makumi matatu … uye hauna kuzviita wega.

Wakabatana nevanhu vanopfuura 3,000,000 vari kuverenga Bhaibheri muna November uno.

Mumwe wevanhu vawakabatana navo aiva Pamela.

Achikura, Pamela aiva nemarwadzo mazhinji, kukuvadzwa, uye mibvunzo pamusoro pekuti aiva ani. Ndipo paakatendeukira kuBhaibheri ndokuwana Chirongwa chine chekuita nehunhu hwake.

“Shoko raMwari rakandiratidza kuti hunhu hwangu hwakange hwatopiwa kwandiri naJesu. Ndakange ndisati ndazviziva chete. Chokwadi ichocho chakachinja zvinhu zvese.”

Pamela, MEXICO

Mwedzi weBhaibheri Pasi Rose ungangove uri kupera, asi Shoko raMwari harisi renguva pfupi chete. Rakagadzirirwa kuva chikamu cheupenyu hwako hwezuva nezuva paunobvumira Chokwadi kuti chikushandure, sezvachakachinja upenyu hwaPamela.

Saka ramba uchienderera mberi! Ramba uchibatana naMwari kuburikidza neShoko Rake, uye uone zvaachaita zvinotevera…

Vhura App YeBhaibheri

Share this post:

Zvatumirwa izvi zvinowanikwa futi mu: Chirungu ChiAfrikaans ChiIndonesian ChiJerimani ChiSpanish ChiPhilippines (Tagalog) ChiFrench ChiItalian ChiDutch ChiPutukezi ChiRomanian ChiRussian ChiJapanese Chi Chinese (Chakarerutswa) Chi Chinese (Pachivanhu Chavo) ChiKorean Chiarabhu Belarusian Bengali ChiBulgarian ChiDanish ChiFinnish Giriki Hebrew ChiHindi ChiHungarian ChiMalay ChiMongoria ChiNepali ChiNorwegian ChiPersian ChiPolish ChiPutukezi (Portugal) ChiSlovak ChiSwahili ChiSwedish ChiTamil ChiTelugu ChiThai Turkish ChiUkrainian Urdu Vietnamese Zulu ChiCzech ChiKhmer Malayalam Spanish (Spain) ChiBurmese Lithuanian ChiMacedonian ChiBurmese (Zawgyi) ChiSebhiya Armenian Icelandic ChiCroatian ChiAlbanian Welsh Katarani ChiLatvian Haitian Creole ChiSorani Kurdish ChiXhosa Yoruba