Shoko raMwari rinogona kuchinja nharaunda yako.

George achiverengera vana vaduku magwaro

MuKenya, Kibera ndeimwe yemisha yevarombo mikuru pasi rose. Upenyu hunogona kuita sehusingaite. Zuva rimwe nerimwe idambudziko, uye vazhinji havaoni nzira yekubuda nayo.

Shoko raMwari rinogona kuchinja nharaunda yako.

“Vanhu vane nzara yetariro. Vanoda Shoko raMwari, asi havana munhu angavaudza. Ndokusaka ndasarudza kuva pano.”

George, Kenya

George akavhura chikoro muKibera kuti abatsire vana kuwana dzidzo. Uye, akawana nzira yokuvapa chimwe chinhu—mukana wokuwana Shoko raMwari kupfurikidza neBible App Lite.

Apu iyi yakagadzirirwa nzvimbo dzakaita seKibera, kuitira kuti vanhu vakwanise kuwana uye kudzidza Bhaibheri vasina indaneti.

Shoko raMwari rinogona kuchinja nharaunda yako.

Iye zvino, George ari kugoverana Bible App Lite nemunhu wose ari pedyo naye, uye zviri kushandura nharaunda yake yose!

“Ndinogoverana Bhaibheri nemunhu wose wandinoziva. Iye zvino riri kupararira kwose kwose. Nharaunda iri kuchinja nekuda kweShoko raMwari.”

Batanidzwa neShoko raMwari usina intaneti, kwose kwose, panguva ipi neipi neBible App Lite.

Ita Ruzivo rweBible App Lite

Share this post:

Zvatumirwa izvi zvinowanikwa futi mu: Chirungu ChiAfrikaans ChiIndonesian ChiPhilippines (Tagalog) ChiFrench ChiItalian ChiDutch ChiPutukezi ChiRomanian ChiRussian ChiJapanese Chi Chinese (Chakarerutswa) Chi Chinese (Pachivanhu Chavo) ChiKorean Chiarabhu Belarusian Bengali ChiBulgarian ChiDanish ChiFinnish Giriki Hebrew ChiHindi ChiHungarian ChiMalay ChiMongoria ChiNepali ChiNorwegian ChiPersian ChiPolish ChiPutukezi (Portugal) ChiSlovak ChiSwahili ChiSwedish ChiTamil ChiTelugu ChiThai Turkish ChiUkrainian Urdu Vietnamese Zulu ChiCzech ChiKhmer Malayalam ChiBurmese Lithuanian ChiMacedonian ChiBurmese (Zawgyi) ChiSebhiya Armenian Icelandic ChiCroatian ChiAlbanian Welsh Katarani ChiLatvian Haitian Creole ChiSorani Kurdish ChiXhosa Yoruba